RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 17:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Mukadzi wacho akabva ati kuna Eriya: “Iye zvino ndava kuziva kuti zvechokwadi muri munhu waMwari+ uye kuti shoko raJehovha riri mumuromo menyu nderechokwadi.”

  • 1 Madzimambo 19:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Uye unofanira kuzodza Jehu+ muzukuru waNimshi kuti ave mambo weIsraeri, uye unofanira kuzodza Erisha* mwanakomana waShafati wekuAbheri-mehora kuti ave muprofita panzvimbo yako.+

  • 2 Madzimambo 3:11, 12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Jehoshafati akabva ati: “Kuno hakuna muprofita waJehovha here watinogona kukumbira kuti atibvunzire Jehovha?”+ Saka mumwe wevaranda vamambo weIsraeri akapindura achiti: “Kuna Erisha+ mwanakomana waShafati, uyo aidira mvura pamaoko aEriya.”*+ 12 Jehoshafati akabva ati: “Ane shoko raJehovha.” Saka mambo weIsraeri naJehoshafati namambo weEdhomu vakaenda kwaaiva.

  • 2 Madzimambo 8:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Mambo akanga achitaura naGehazi mushandi wemunhu waMwari wechokwadi, achiti: “Ndiudze zvinhu zvese zvikuru zvakaitwa naErisha.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe