RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 8:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Saka Jehoramu akadzokera kuJezreeri+ kuti apore maronda aakanga akuvadzwa nevaSiriya kuRama paakarwa naMambo Hazaeri weSiriya.+ Ahaziya mwanakomana waJehoramu mambo weJudha akadzika kuJezreeri kuti anoona Jehoramu mwanakomana waAhabhi, nekuti akanga akuvadzwa.*

  • 2 Makoronike 22:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Asi Mwari akaita kuti Ahaziya aparare nekuenda kwaakaita kuna Jehoramu; uye paakasvika, akaenda naJehoramu kunosangana naJehu+ muzukuru* waNimshi, uyo akanga azodzwa naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe