2 Madzimambo 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Erisha akati kuna mambo weIsraeri: “Ndinei nemi?*+ Endai kuvaprofita vababa venyu nekuvaprofita vaamai venyu.”+ Asi mambo weIsraeri akati kwaari: “Aiwa usadaro, nekuti Jehovha ndiye ashevedza madzimambo matatu aya kuti aaise mumaoko evaMoabhi.”
13 Erisha akati kuna mambo weIsraeri: “Ndinei nemi?*+ Endai kuvaprofita vababa venyu nekuvaprofita vaamai venyu.”+ Asi mambo weIsraeri akati kwaari: “Aiwa usadaro, nekuti Jehovha ndiye ashevedza madzimambo matatu aya kuti aaise mumaoko evaMoabhi.”