Dheuteronomi 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+ Hosiya 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha akabva ati kwaari: “Mutumidze kuti Jezreeri,* nekuti pasina nguva ndichatonga imba yaJehu+ nemhaka yemabasa ekudeura ropa ekuJezreeri, uye ndichagumisa umambo hweimba yaIsraeri.+
12 “Saka iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodei kwauri?+ Anongoda izvi: kuti utye Jehovha Mwari wako,+ ufambe munzira dzake dzese,+ umude, ushumire Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese,+
4 Jehovha akabva ati kwaari: “Mutumidze kuti Jezreeri,* nekuti pasina nguva ndichatonga imba yaJehu+ nemhaka yemabasa ekudeura ropa ekuJezreeri, uye ndichagumisa umambo hweimba yaIsraeri.+