2 Madzimambo 15:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mugore rechi38 raMambo Azariya+ weJudha, Zekariya+ mwanakomana waJerobhoamu akava mambo weIsraeri muSamariya, uye akatonga kwemwedzi 6. 2 Madzimambo 15:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Sharumu mwanakomana waJabheshi akabva amupandukira, akamubaya+ kuIbreyamu.+ Pashure pekunge amuuraya, akava mambo panzvimbo yake.
8 Mugore rechi38 raMambo Azariya+ weJudha, Zekariya+ mwanakomana waJerobhoamu akava mambo weIsraeri muSamariya, uye akatonga kwemwedzi 6.
10 Sharumu mwanakomana waJabheshi akabva amupandukira, akamubaya+ kuIbreyamu.+ Pashure pekunge amuuraya, akava mambo panzvimbo yake.