Dheuteronomi 4:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ngwarirai kuti musakanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi,+ uye musazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chamakarambidzwa naJehovha Mwari wenyu.+
23 Ngwarirai kuti musakanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi,+ uye musazvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chamakarambidzwa naJehovha Mwari wenyu.+