Dheuteronomi 4:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Chenjererai kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi+ uye kuti murege kuzvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti musagadzira.+
23 Chenjererai kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi+ uye kuti murege kuzvigadzirira mufananidzo wakavezwa, mufananidzo wechinhu chero chipi zvacho chamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti musagadzira.+