12 Pauchafa,+ woradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ako, ndichaita kuti mwana wako, mwanakomana wauchabereka, ave mambo pashure pako, uye ndichasimbisa umambo hwake.+ 13 Ndiye achavaka imba yekuti zita rangu rikudzwe,+ uye ndichasimbisa chigaro chake cheumambo nekusingaperi.+