1 Madzimambo 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ndichaita zvawakumbira.+ Ndichakupa mwoyo wakachenjera uye unonzwisisa,+ zvekuti hapazombovi nemumwe munhu akaita sewe sezvapasina kumbobvira pava nemumwe akaita sewe.+ 2 Makoronike 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba paumambo hwake. Jehovha Mwari wake aiva naye uye akaita kuti ave mukuru chaizvo.+ 2 Makoronike 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 uchapiwa uchenjeri neruzivo; asi ndichakupawo zvinhu zvakawanda nepfuma nekukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akakutangira, uye zvisingazovi namambo chero upi zvake anokutevera.”+ Muparidzi 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka ndakava nemukurumbira kupfuura vese vakambovapo ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uye ndakaramba ndiine uchenjeri hwangu.
12 ndichaita zvawakumbira.+ Ndichakupa mwoyo wakachenjera uye unonzwisisa,+ zvekuti hapazombovi nemumwe munhu akaita sewe sezvapasina kumbobvira pava nemumwe akaita sewe.+
1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba paumambo hwake. Jehovha Mwari wake aiva naye uye akaita kuti ave mukuru chaizvo.+
12 uchapiwa uchenjeri neruzivo; asi ndichakupawo zvinhu zvakawanda nepfuma nekukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akakutangira, uye zvisingazovi namambo chero upi zvake anokutevera.”+
9 Saka ndakava nemukurumbira kupfuura vese vakambovapo ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uye ndakaramba ndiine uchenjeri hwangu.