1 Makoronike 29:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Jehovha akaita kuti Soromoni ave mukuru chaizvo pamberi pevaIsraeri vese uye akamupa rukudzo rukuru samambo rusina kumbobvira rwava namambo chero upi zvake weIsraeri akamutangira.+ 2 Makoronike 9:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Saka Mambo Soromoni aiva nepfuma neuchenjeri+ kupfuura mamwe madzimambo ese epanyika. Muparidzi 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Saka ndakava nemukurumbira kupfuura vese vakambovapo ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uye ndakaramba ndiine uchenjeri hwangu.
25 Jehovha akaita kuti Soromoni ave mukuru chaizvo pamberi pevaIsraeri vese uye akamupa rukudzo rukuru samambo rusina kumbobvira rwava namambo chero upi zvake weIsraeri akamutangira.+
9 Saka ndakava nemukurumbira kupfuura vese vakambovapo ndisati ndavapo muJerusarema.+ Uye ndakaramba ndiine uchenjeri hwangu.