Vatongi 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+ Vatongi 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Sezvineiwo, Hebheri muKeni akanga aparadzana nevamwe vaKeni,+ vanhu vekwaHobhabhu, uyo aiva tezvara vaMozisi,+ uye tende rake raiva rakadzikwa pedyo nemuti mukuru muZaananimu, iri kuKedheshi. 1 Samueri 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.
16 Zvino vazukuru vemuKeni,+ uyo aiva tezvara vaMozisi,+ vakabuda muguta remiti yemichindwe+ nevanhu vekwaJudha ndokuenda kurenje reJudha, riri kumaodzanyemba kweAradhi.+ Vakaenda ikoko vakagara nevanhu veko.+
11 Sezvineiwo, Hebheri muKeni akanga aparadzana nevamwe vaKeni,+ vanhu vekwaHobhabhu, uyo aiva tezvara vaMozisi,+ uye tende rake raiva rakadzikwa pedyo nemuti mukuru muZaananimu, iri kuKedheshi.
6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.