Genesisi 38:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ava ikoko, Judha akaona mwanasikana wemumwe muKenani+ ainzi Shua. Saka akamutora akarara naye, Genesisi 38:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akazoberekazve mumwe mwanakomana, akamutumidza kuti Shera. Akanga* ari kuAkzibhu*+ panguva yaakaberekwa. Numeri 26:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Uye vanakomana vaJudha maererano nemhuri dzavo vaiva: Shera,+ kwakabva mhuri yevaShera; Perezi,+ kwakabva mhuri yevaPerezi; Zera,+ kwakabva mhuri yevaZera.
5 Akazoberekazve mumwe mwanakomana, akamutumidza kuti Shera. Akanga* ari kuAkzibhu*+ panguva yaakaberekwa.
20 Uye vanakomana vaJudha maererano nemhuri dzavo vaiva: Shera,+ kwakabva mhuri yevaShera; Perezi,+ kwakabva mhuri yevaPerezi; Zera,+ kwakabva mhuri yevaZera.