Eksodho 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo, uye uzvitaurire Joshua, ‘Ndichaita kuti vaAmareki vasayeukwa zvachose pasi pedenga.’”+ Eksodho 17:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 achiti: “Nekuti ruoko rwaAmareki runorwisana nechigaro cheumambo chaJah,+ Jehovha acharwa naye kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+ 1 Samueri 15:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Pashure paizvozvo Sauro akauraya vaAmareki+ kubvira kuHavhira+ kusvikira kuShuri,+ iri pedyo neIjipiti.
14 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo, uye uzvitaurire Joshua, ‘Ndichaita kuti vaAmareki vasayeukwa zvachose pasi pedenga.’”+
16 achiti: “Nekuti ruoko rwaAmareki runorwisana nechigaro cheumambo chaJah,+ Jehovha acharwa naye kwezvizvarwa nezvizvarwa.”+
7 Pashure paizvozvo Sauro akauraya vaAmareki+ kubvira kuHavhira+ kusvikira kuShuri,+ iri pedyo neIjipiti.