2 Madzimambo 15:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mambo Puri+ weAsiriya akauya munyika yacho, uye Menahemu akapa Puri matarenda* 1 000 esirivha, achimubhadhara kuti amubatsire kusimbisa umambo hwake.+ 2 Madzimambo 15:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Mumazuva aMambo Peka weIsraeri, Mambo Tigrati-pireseri+ weAsiriya akapinda nechisimba akatora Ijoni, Abheri-bheti-maaka,+ Janoa, Kedheshi,+ Hazori, Giriyedhi,+ neGarireya, nyika yese yaNaftari,+ akatapa vagari vemo akaenda navo kuAsiriya.+
19 Mambo Puri+ weAsiriya akauya munyika yacho, uye Menahemu akapa Puri matarenda* 1 000 esirivha, achimubhadhara kuti amubatsire kusimbisa umambo hwake.+
29 Mumazuva aMambo Peka weIsraeri, Mambo Tigrati-pireseri+ weAsiriya akapinda nechisimba akatora Ijoni, Abheri-bheti-maaka,+ Janoa, Kedheshi,+ Hazori, Giriyedhi,+ neGarireya, nyika yese yaNaftari,+ akatapa vagari vemo akaenda navo kuAsiriya.+