Isaya 28:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimu;Achati kwanyanu sezvaakaita mubani riri pedyo neGibhiyoni,+Kuti aite basa rake, basa rake rinoshamisa,Uye kuti aite basa rake, basa rake risina kujairika.+
21 Nekuti Jehovha achasimuka sezvaakaita paGomo rePerazimu;Achati kwanyanu sezvaakaita mubani riri pedyo neGibhiyoni,+Kuti aite basa rake, basa rake rinoshamisa,Uye kuti aite basa rake, basa rake risina kujairika.+