RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 4:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “Aroni nevanakomana vake vanofanira kupedza kufukidza nzvimbo tsvene+ nemidziyo yese yenzvimbo tsvene kana musasa wava kutama. Vanakomana vaKohati vachabva vauya kuzozvitakura,+ asi havafaniri kubata nzvimbo tsvene nekuti vakadaro vanofa.+ Kutakura zvinhu izvi ibasa revanakomana vaKohati patende rekusanganira.

  • Dheuteronomi 31:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Mozisi akabva anyora Mutemo+ uyu akaupa vapristi, vedzinza raRevhi, vanotakura areka yesungano yaJehovha, uye vakuru vese vaIsraeri.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe