Mateu 22:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 “Munofungei nezvaKristu? Mwanakomana waani?” Ivo vakati kwaari: “WaDhavhidhi.”+ Mabasa 13:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Uye akaratidza kuti akamumutsa kuvakafa kuti asazoora zvakare nekutaura mashoko aya: ‘Ndichakuratidza rudo rusingachinji rwandakavimbisa Dhavhidhi urwo rwakatendeka.’*+ Zvakazarurwa 22:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+
34 Uye akaratidza kuti akamumutsa kuvakafa kuti asazoora zvakare nekutaura mashoko aya: ‘Ndichakuratidza rudo rusingachinji rwandakavimbisa Dhavhidhi urwo rwakatendeka.’*+
16 “‘Ini Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikuzivisei zvinhu izvi kuti ungano ibatsirwe. Ndini mudzi uye mwana waDhavhidhi,+ uye ndini nyeredzi yemangwanani inopenya.’”+