Joshua 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Anobatwa aine chinhu chinofanira kuparadzwa achapiswa nemoto,+ iye nezvinhu zvake zvese, nekuti aputsa sungano+ yaJehovha uye nekuti aita zvinonyadzisa muIsraeri.”’” Joshua 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Akazoita kuti imba yaZabdhi iuye pamberi, murume mumwe nemumwe, uye Akani mwanakomana waKami, mwanakomana waZabdhi, mwanakomana waZera, wedzinza raJudha, akabatwa.+
15 Anobatwa aine chinhu chinofanira kuparadzwa achapiswa nemoto,+ iye nezvinhu zvake zvese, nekuti aputsa sungano+ yaJehovha uye nekuti aita zvinonyadzisa muIsraeri.”’”
18 Akazoita kuti imba yaZabdhi iuye pamberi, murume mumwe nemumwe, uye Akani mwanakomana waKami, mwanakomana waZabdhi, mwanakomana waZera, wedzinza raJudha, akabatwa.+