-
1 Makoronike 28:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Dhavhidhi akabva aunganidza machinda ese eIsraeri kuJerusarema: machinda emadzinza, vakuru vemapoka+ aishumira mambo, vakuru vezviuru nevakuru vemazana,+ vakuru vezvinhu zvese nezvipfuwo zvese zvamambo+ nezvevanakomana vake,+ pamwe chete nevakuru vemumuzinda, nemurume wese aiva nesimba uye akashinga.+
-