1 Samueri 14:50 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 50 Mudzimai waSauro ainzi Ahinoamu mwanasikana waAhimaazi. Mukuru weuto rake ainzi Abhineri+ mwanakomana waNeri, hama yababa vaSauro. 2 Samueri 3:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Abhineri paakadzoka kuHebroni,+ Joabhi akamutora akaenda naye pagedhi kuti ataure naye vari vega. Zvisinei, akamubaya mudumbu vari ipapo, akafa;+ akamuuraya nekuti akanga auraya Asaheri* munin’ina wake.+
50 Mudzimai waSauro ainzi Ahinoamu mwanasikana waAhimaazi. Mukuru weuto rake ainzi Abhineri+ mwanakomana waNeri, hama yababa vaSauro.
27 Abhineri paakadzoka kuHebroni,+ Joabhi akamutora akaenda naye pagedhi kuti ataure naye vari vega. Zvisinei, akamubaya mudumbu vari ipapo, akafa;+ akamuuraya nekuti akanga auraya Asaheri* munin’ina wake.+