-
1 Madzimambo 13:2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Akabva ashevedzera kuatari maererano nezvaakanga audzwa naJehovha achiti: “Haiwa iwe atari, iwe atari! Zvanzi naJehovha, ‘Imba yaDhavhidhi ichaberekerwa mwanakomana anonzi Josiya!+ Achabayira pauri vapristi venzvimbo dzakakwirira, avo vari kukwidza utsi hwezvibayiro pauri, uye achapisa mapfupa evanhu pauri.’”+
-