-
1 Makoronike 16:41, 42Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+ 42 vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni kuti varidze mabhosvo, nesimbi dzinorovaniswa nezviridzwa zvaishandiswa kurumbidza Mwari* wechokwadi; uye vanakomana vaJedhutuni+ vaiva pagedhi.
-