RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Mambo Koreshi akabudisawo midziyo yeimba yaJehovha yakanga yatorwa naNebhukadhinezari kuJerusarema akaiisa muimba yamwari wake.+

  • Jeremiya 27:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Uye ndakati kuvapristi nevanhu ava vese: “Zvanzi naJehovha, ‘Musateerera mashoko evaprofita venyu vari kukuprofitirai, vachiti: “Inzwai! Pasina nguva midziyo yeimba yaJehovha ichadzoswa kubva kuBhabhironi!”+ nekuti vari kukuprofitirai nhema.+

  • Dhanieri 1:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Nekufamba kwenguva, Jehovha akaisa Mambo Jehoyakimu weJudha muruoko rwaNebhukadhinezari+ pamwe chete nemimwe midziyo yemuimba* yaMwari wechokwadi, achibva aenda nayo kunyika yeShinari,*+ kuimba yamwari wake. Akaisa midziyo yacho munochengeterwa pfuma yamwari wake.+

  • Dhanieri 5:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Bheshazari paakanga adhakwa newaini, akarayira kuti vauye nemidziyo yegoridhe neyesirivha yakanga yatorwa nababa vake Nebhukadhinezari kutemberi yaiva muJerusarema,+ kuti mambo nemakurukota ake, nevarongo* vake nemamwe madzimai ake vanwire imomo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe