2 Makoronike 19:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mambo Jehoshafati weJudha akabva adzokera kumba kwake*+ kuJerusarema asina kukuvadzwa.* 2 Makoronike 19:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kunyange zvakadaro, pane zvinhu zvakanaka zvawanikwa pamuri,+ nekuti makabvisa mapango anoyera* munyika uye makagadzirira mwoyo wenyu* kuti mutsvage Mwari wechokwadi.”+
3 Kunyange zvakadaro, pane zvinhu zvakanaka zvawanikwa pamuri,+ nekuti makabvisa mapango anoyera* munyika uye makagadzirira mwoyo wenyu* kuti mutsvage Mwari wechokwadi.”+