RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 1:29, 30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 “Saka ndakati kwamuri, ‘Musavavhunduka kana kuvatya.+ 30 Jehovha Mwari wenyu achaenda mberi kwenyu uye achakurwirai,+ sezvaakangoita kuIjipiti makatarisa nemaziso enyu.+

  • Joshua 11:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Vakabva vabuda nemauto avo ese, vanhu vakawanda kwazvo sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa, nemabhiza akawanda kwazvo nengoro dzehondo.

  • Joshua 11:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Jehovha akabva ati kuna Joshua: “Usavatya,+ nekuti mangwana panguva yakaita seino ndichaita kuti vese vaurayiwe nevaIsraeri. Unofanira kutema marunda* emakumbo emabhiza avo,+ uye unofanira kupisa ngoro dzavo nemoto.”

  • 2 Makoronike 32:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 “Shingai, musimbe. Musatya kana kuvhunduka mambo weAsiriya+ neboka guru revanhu raainaro, nekuti vari kwatiri vazhinji kupfuura vaainavo.+ 8 Iye ane ruoko rwenyama,* asi isu tina Jehovha Mwari wedu kuti atibatsire uye kuti arwe hondo dzedu.”+ Vanhu vakabva vasimbiswa nemashoko aMambo Hezekiya weJudha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe