23 Madzimambo achava vachengeti vako,+
Uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurera.
Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarisa pasi+
Uye vachananzva guruva retsoka dzako,+
Uye uchaziva kuti ndini Jehovha;
Vaya vanotarisira kwandiri havazonyadziswi.”+