Revhitiko 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Kana chibayiro chake chiri chibayiro chinopiswa chemombe, anofanira kuuya nemukono wakanaka.+ Anofanira kuuya nacho pasuo retende rekusanganira pamberi paJehovha opa zvichibva pamwoyo.+ Revhitiko 1:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “‘Mukono wacho mudiki unofanira kubva waurayirwa pamberi paJehovha, uye vanakomana vaAroni, vapristi,+ vanofanira kuuya neropa racho, vosasa ropa racho kumativi ese eatari+ iri pasuo retende rekusanganira.
3 “‘Kana chibayiro chake chiri chibayiro chinopiswa chemombe, anofanira kuuya nemukono wakanaka.+ Anofanira kuuya nacho pasuo retende rekusanganira pamberi paJehovha opa zvichibva pamwoyo.+
5 “‘Mukono wacho mudiki unofanira kubva waurayirwa pamberi paJehovha, uye vanakomana vaAroni, vapristi,+ vanofanira kuuya neropa racho, vosasa ropa racho kumativi ese eatari+ iri pasuo retende rekusanganira.