Dheuteronomi 15:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Unofanira kutsaurira Jehovha Mwari wako mukono wese unotanga kuberekwa pamombe dzako nepamakwai ako nembudzi.+ Usaitisa mombe* yako inotanga kuberekwa basa, kana kuveura gwai rako rinotanga kuberekwa. Dheuteronomi 15:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Asi kana mhuka yacho yakaremara, ichikamhina, iri bofu, kana kumwewo kuremara kwakanyanya, haufaniri kuibayira kuna Jehovha Mwari wako.+ Maraki 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Munhu ane unyengeri ngaatukwe; anopika uye anopa chibayiro chisina kunaka* kuna Jehovha asi pazvipfuwo zvake paine mhuka hono yakanaka. Nekuti ndiri Mambo mukuru,”+ anodaro Jehovha wemauto, “uye zita rangu richatyiwa pakati pemarudzi.”+
19 “Unofanira kutsaurira Jehovha Mwari wako mukono wese unotanga kuberekwa pamombe dzako nepamakwai ako nembudzi.+ Usaitisa mombe* yako inotanga kuberekwa basa, kana kuveura gwai rako rinotanga kuberekwa.
21 Asi kana mhuka yacho yakaremara, ichikamhina, iri bofu, kana kumwewo kuremara kwakanyanya, haufaniri kuibayira kuna Jehovha Mwari wako.+
14 “Munhu ane unyengeri ngaatukwe; anopika uye anopa chibayiro chisina kunaka* kuna Jehovha asi pazvipfuwo zvake paine mhuka hono yakanaka. Nekuti ndiri Mambo mukuru,”+ anodaro Jehovha wemauto, “uye zita rangu richatyiwa pakati pemarudzi.”+