28 Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari, mwanakomana waAroni, ndiye aishumira pamberi payo mazuva iwayo. Vakabvunza kuti: “Tibude zvakare here kuti tinorwa nehama dzedu varume vekwaBhenjamini kana kuti torega?”+ Jehovha akapindura kuti: “Endai, nekuti mangwana ndichavaisa mumaoko enyu.”