-
Nehemiya 8:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Saka pazuva rekutanga remwedzi wechi7,+ mupristi Ezra akauya neMutemo wacho pamberi peungano+ yevarume, vakadzi, nevese vaigona kuteerera vachinzwisisa. 3 Akauverenga zvinonzwika+ ari pamberi penzvimbo yaiungana vanhu yaiva pakatarisana neGedhi reMvura, kubva pakutsvuka kweutonga kusvika masikati, achiverengera varume, vakadzi nevese vaigona kunzwisisa; uye vanhu vakanyatsoteerera+ bhuku reMutemo.
-