RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 7:66-69
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 66 Ungano yacho yese yaiva nevanhu 42 360,+ 67 tisingabatanidzi varandarume vavo nevarandasikana vavo,+ avo vaiva 7 337; uye vaivawo nevaimbi 245 vechirume nevechikadzi.+ 68 Mabhiza avo aiva 736, manyurusi avo aiva 245, 69 ngamera dzavo dzaiva 435, madhongi avo ari 6 720.

  • Isaya 10:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Vashoma chete ndivo vachadzoka,

      Vanenge vasara vaJakobho vachadzoka kuna Mwari Ane Simba.+

  • Jeremiya 23:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 “Ndichabva ndaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzese dzandakaaparadzira kwadziri,+ ndoadzosa kumafuro awo,+ uye achabereka owanda.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe