-
Hosiya 1:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 “VaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingayereki kana kuverengeka.+ Munzvimbo yavakambonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+ 11 VaJudha nevaIsraeri vachaunganidzwa pamwe chete vobatana+ uye vachasarudza mutungamiriri mumwe chete, vobuda munyika yacho, nekuti zuva reJezreeri richava zuva rakakosha kwazvo.+
-