24 Vakuru vevaRevhi vaiva Hashabhiya, Sherebhiya, naJeshua+ mwanakomana waKadmieri,+ uye hama dzavo dzaimira pakatarisana navo kuti dzirumbidze nekuonga maererano nemirayiro yaDhavhidhi+ munhu waMwari wechokwadi, rimwe boka revarindi riri kudivi rekuno, rimwe riri kune rimwe divi.