Eksodho 7:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ini, ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye ndichaita kuti zviratidzo nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+ Dheuteronomi 6:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Saka Jehovha akaramba achiisa zviratidzo nezvishamiso, zvikuru uye zvinoparadza, paIjipiti,+ pana Farao, nepaimba yake yese isu tichizviona.+
3 Asi ini, ndicharega mwoyo waFarao uchioma,+ uye ndichaita kuti zviratidzo nezvishamiso zvangu zviwande munyika yeIjipiti.+
22 Saka Jehovha akaramba achiisa zviratidzo nezvishamiso, zvikuru uye zvinoparadza, paIjipiti,+ pana Farao, nepaimba yake yese isu tichizviona.+