Eksodho 32:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vanhu pavakaona kuti Mozisi akanga achinonoka kuburuka mugomo,+ vakaunganira Aroni, vakati kwaari: “Simuka utigadzirire mwari achatitungamirira,+ nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.” Eksodho 32:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Akabva atambira goridhe racho, akarigadzirisa mufananidzo wemhuru* achishandisa chekuvezesa.+ Ivo vakatanga kuti: “Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+
32 Vanhu pavakaona kuti Mozisi akanga achinonoka kuburuka mugomo,+ vakaunganira Aroni, vakati kwaari: “Simuka utigadzirire mwari achatitungamirira,+ nekuti hatizivi kuti chii chakaitika kuna Mozisi uyu, murume uya akatibudisa munyika yeIjipiti.”
4 Akabva atambira goridhe racho, akarigadzirisa mufananidzo wemhuru* achishandisa chekuvezesa.+ Ivo vakatanga kuti: “Uyu ndiye Mwari wako iwe Israeri, akakubudisa munyika yeIjipiti.”+