Nehemiya 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vakandipindura vachiti: “Vaya vari mudunhu racho, avo vakapukunyuka kubva kuutapwa, vari kutambudzika chaizvo uye vari kushorwa.+ Masvingo eJerusarema akaputswa,+ uye magedhi aro akapiswa nemoto.”+ Mariro 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Migwagwa inoenda kuZiyoni iri kuchema, nekuti hapana ari kuuya kumutambo.+ Magedhi aro ese aparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera. Mhandara dzaro dziri* kushungurudzika, uye iro riri kunetseka zvakanyanya. Mariro 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Magedhi aro anyura pasi.+ Aparadza uye apwanya mazariro* aro. Mambo waro nemachinda aro vari pakati pemarudzi.+ Hapana mutemo;* kunyange vaprofita varo hapana zvavari kuratidzwa naJehovha.+
3 Vakandipindura vachiti: “Vaya vari mudunhu racho, avo vakapukunyuka kubva kuutapwa, vari kutambudzika chaizvo uye vari kushorwa.+ Masvingo eJerusarema akaputswa,+ uye magedhi aro akapiswa nemoto.”+
4 Migwagwa inoenda kuZiyoni iri kuchema, nekuti hapana ari kuuya kumutambo.+ Magedhi aro ese aparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera. Mhandara dzaro dziri* kushungurudzika, uye iro riri kunetseka zvakanyanya.
9 Magedhi aro anyura pasi.+ Aparadza uye apwanya mazariro* aro. Mambo waro nemachinda aro vari pakati pemarudzi.+ Hapana mutemo;* kunyange vaprofita varo hapana zvavari kuratidzwa naJehovha.+