Mariro 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+
4 Nzira dzeZiyoni dziri kuchema, nokuti hapana vari kuuya kumutambo.+Magedhi aro ose akaparadzwa;+ vapristi varo vari kugomera.+Mhandara dzaro dzine shungu, uye iro riri kurwadziwa.+