39 Nekuti vaIsraeri nevanakomana vevaRevhi vanofanira kuunza mupiro+ wezviyo, waini itsva, nemafuta+ kudzimba dzekuchengetera zvinhu, uye ndiko kune midziyo yenzvimbo tsvene, nevapristi vanoshumira, nevarindi vepamagedhi, nevaimbi. Hatisi kuzoregeredza imba yaMwari wedu.+