RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 10:38, 39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Mupristi, mwanakomana waAroni, anofanira kuva nevaRevhi pavanotora chegumi; uye vaRevhi vachapa chegumi kubva pane chegumi chacho kuimba yaMwari wedu,+ kumatura.* 39 Nekuti vaIsraeri nevanakomana vevaRevhi vanofanira kuunza mupiro+ wezviyo, waini itsva, nemafuta+ kudzimba dzekuchengetera zvinhu,* uye ndiko kune midziyo yenzvimbo tsvene, nevapristi vanoshumira, nevarindi vepamagedhi, nevaimbi. Hatisi kuzoregeredza imba yaMwari wedu.+

  • Maraki 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Uyai nezvegumi zvese* mudura,+ kuti mumba mangu muve nezvekudya;+ uye ndapota, ndiedzei panyaya iyi,” anodaro Jehovha wemauto, “muone kana ndisingazokuvhuririi magedhi emvura edenga,+ ndokudururirai chikomborero kusvikira musisina chamunoshayiwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe