Nehemiya 6:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Yakanga yakanyorwa kuti: “Marudzi akanzwa nezvazvo, uye Geshemu+ ari kuzvitaurawo, kuti iwe nevaJudha muri kuronga kupanduka.+ Ndokusaka uri kuvaka rusvingo; uye zviri kunzi uchava mambo wavo.
6 Yakanga yakanyorwa kuti: “Marudzi akanzwa nezvazvo, uye Geshemu+ ari kuzvitaurawo, kuti iwe nevaJudha muri kuronga kupanduka.+ Ndokusaka uri kuvaka rusvingo; uye zviri kunzi uchava mambo wavo.