-
Nehemiya 2:7, 8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Ndakabva ndati kuna mambo: “Kana mambo achifadzwa nazvo, itai kuti ndipiwe tsamba kuitira magavhuna emunharaunda yeMhiri kweRwizi,*+ kuti ndibvumirwe kupfuura kusvikira ndasvika kuJudha, 8 uyewo tsamba inoenda kuna Asafi muchengeti wePaki yaMambo,* kuti andipe matanda emagedhi eNhare+ yeImba* uye emasvingo eguta+ neeimba yandichanogara.” Saka mambo akandipa,+ nekuti ruoko rwakanaka rwaMwari wangu rwaiva pandiri.+
-