19 Kana zvakanaka kuna mambo, ngapadzikwe murayiro namambo uye ngaunyorwe pamitemo yePezhiya neMedhiya, iyo isingachinjwi,+ kuti Vhashti haachatombofaniri kuuya pamberi paMambo Ahashivheroshi; uye mambo ngaape chinzvimbo chaVhashti muumambo kune mumwe mukadzi ari nani kumupfuura.