11 Mumagwaro aya mambo akabvumira vaJudha vaiva mumaguta ese akasiyana-siyana kuti vaungane uye varwire upenyu hwavo, kuti vatsakatise, vauraye, uye vaparadze chero uto raizovarwisa revanhu chero vapi zvavo kana dunhu, kusanganisira vakadzi nevana, uye kuti vavatorere zvinhu zvavo.+