Esteri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kuti mambo akabvumira vaJudha vaiva mumaguta ose akasiyana-siyana kuti vaungane+ uye varwire mweya yavo, kuti vatsakatise nokuuraya nokuparadza uto rose revanhu+ nematunhu aivavenga, vana nevakadzi, uye kuti vapambe zvinhu zvavo,+
11 kuti mambo akabvumira vaJudha vaiva mumaguta ose akasiyana-siyana kuti vaungane+ uye varwire mweya yavo, kuti vatsakatise nokuuraya nokuparadza uto rose revanhu+ nematunhu aivavenga, vana nevakadzi, uye kuti vapambe zvinhu zvavo,+