RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 4:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Vagari vese vepanyika havasi chinhu kana vachienzaniswa naye, uye anoita zvaanoda pakati peuto rekudenga nepakati pevagari vepanyika. Hapana angamutadzisa kuita zvaanoda+ kana kumuti, ‘Waitei?’+

  • VaRoma 9:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Asi ndiwe ani, iwe munhu, kuti upindure Mwari?+ Chinhu chakaumbwa chinoti here kune akachiumba: “Nei wakandigadzira ndakadai?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe