-
Pisarema 139:13-16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Ndinokurumbidzai nekuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+
15 Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri
Pandakaitwa pakavanda,
Pandakarukwa ndiri munzvimbo dzakadzika dzenyika.+
16 Maziso enyu akatondiona ndichangotanga kuumbwa;
Nhengo dzangu dzese dzakanga dzakanyorwa mubhuku renyu
Nezvemazuva adzakaumbwa,
Dzese dzisati dzatombovapo.
-