Genesisi 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Adhamu paakanga ava nemakore 130, akabereka mwanakomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti.+ Pisarema 51:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Onai! Ndakaberekwa ndichikanganisa, Uye amai vangu vakandinambira muchivi.+ VaRoma 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—.
12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—.