Eksodho 22:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “Kana ukapa munhu chikwereti wofanobata nguo yake,+ unofanira kuidzorera kwaari zuva risati ravira. 27 Nekuti ndiyo yega yaainayo, yekuti afukidze muviri wake; acharara akafugei?+ Paachandichemera, ndichatoti ndimunzwe, nekuti ndine tsitsi.*+ Dheuteronomi 24:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Unotofanira kumudzorera chaunenge wamubatira panongovira zuva, aende kunorara aine nguo yake,+ uye achakukomborera; uye uchanzi wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
26 “Kana ukapa munhu chikwereti wofanobata nguo yake,+ unofanira kuidzorera kwaari zuva risati ravira. 27 Nekuti ndiyo yega yaainayo, yekuti afukidze muviri wake; acharara akafugei?+ Paachandichemera, ndichatoti ndimunzwe, nekuti ndine tsitsi.*+
13 Unotofanira kumudzorera chaunenge wamubatira panongovira zuva, aende kunorara aine nguo yake,+ uye achakukomborera; uye uchanzi wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.