Genesisi 18:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha akati: “Ndicharamba ndichivanzira Abrahamu zvandiri kuda kuita here?+ Genesisi 18:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Nekuti ndava kumuziva kuitira kuti arayire vanakomana vake, neimba yake inomutevera, kuti vachengete nzira yaJehovha vachiita zvakarurama uye vachitonga zvakarurama,+ kuti Jehovha azadzise zvaakavimbisa nezvaAbrahamu.”
19 Nekuti ndava kumuziva kuitira kuti arayire vanakomana vake, neimba yake inomutevera, kuti vachengete nzira yaJehovha vachiita zvakarurama uye vachitonga zvakarurama,+ kuti Jehovha azadzise zvaakavimbisa nezvaAbrahamu.”