RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 78:70, 71
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 70 Akasarudza Dhavhidhi+ mushumiri wake,

      Akamutora kumatanga emakwai,+

      71 Kwaaifudza nhunzvi dzinoyamwisa;

      Akaita kuti ave mufudzi waJakobho, vanhu vake,+

      Uye waIsraeri, nhaka yake.+

  • Pisarema 113:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Achisimudza munhu akaderera kubva muguruva.

      Anosimudza murombo kubva mumurwi wemadota*+

       8 Kuti aite kuti agare nevakuru vakuru,

      Nevakuru vakuru vevanhu vake.

  • Isaya 9:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Utongi hwake huchangoramba huchikura*

      Uye kana ruri rugare ruchangoramba ruripo+

      Pachigaro cheumambo chaDhavhidhi+ nepaumambo hwake,

      Kuti ahusimbise+ uye ahutsigire

      Kuburikidza nekutonga zvakanaka+ uye kururama,+

      Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.

      Jehovha wemauto uyo anoshingaira, achazviita.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe